Eksodo 13:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 “Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yavaKenani, sezvaakakupikira iwe namadzibaba ako, akakupa iyoyo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino kana Jehova akuȿitsa kunyika yaʋaKanani, seɀaakakupikira iwe namadziɓaɓa ako, akakupa iyo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kana Tenzi azokuunzai kunyika yevaKanani sokutsidza kwaakaitira imi namadzibaba enyu achiipa kwamuri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kana Tenzi azokuunzai kunyika yevaKanani sokutsidza kwaakaitira imi namadzibaba enyu achiipa kwamuri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Shure kwokunge Jehovha akusvitsa munyika yavaKenani uye aipa kwauri, sezvaakavimbisa nemhiko kwauri nokumadzitateguru ako, Viz kapitola |