Eksodo 12:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Regai kuidya isina kuibva, kana yakabikwa nemvura, asi yakagochwa pamoto musoro waro namakumbo aro pamwechete noura hwaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Regai kuidya isanhi yaibva, kana yakaɓikwa nemvura, asi yakagocwa pamŋoto; musoro waro namakumbo aro pamŋe cete noʋura bgaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musadya nyama iri mbishi kana yakabikwa mumvura, asi mugoche pamoto, musoro, makumbo uye nezvomukati. Viz kapitola |