Eksodo 12:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Vadye nyama yaro usiku ihwohwo, yakagochwa pamoto, nechingwa chisina kuviriswa; vaidye nemiriwo inovava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋadye nyama yaro ʋusiku ubgo, yakagocwa pamŋoto, neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa; ʋaidye nemiriʋo inoʋaʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ngavadye nyama yacho usiku ihwohwo yakaita zvokugochwa, vaidye pamwechete nechingwa chisina mbiriso nemiriwo inovava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ngavadye nyama yacho usiku ihwohwo yakaita zvokugochwa, vaidye pamwechete nechingwa chisina mbiriso nemiriwo inovava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Usiku ihwohwo vanofanira kudya nyama yakagochwa pamoto, pamwe chete nemiriwo inovava, nechingwa chisina mbiriso. Viz kapitola |