Eksodo 12:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Inofanira kudyirwa mumba mumwe; haufaniri kutora imwe nyama ukaenda nayo kunze kweimba; uye musavhuna pfupa raro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Inofanira kudyirwa mumba mumŋe; haufaniri kutora imŋe nyama ukaenda nayo kunze kweimba; ʋuye musavuna fupa raro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 “Inofanira kudyirwa muimba imwe chete; musabuda neimwe nyama kunze kwemba. Musavhuna kana bvupa. Viz kapitola |