Eksodo 12:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 Asi muranda womunhu mumwe nomumwe akatengwa nemari, angaidya kana mamudzingisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Asi muranda womunhu mumŋe nomumŋe wakateŋgwa nemari, uŋgaidya kana mamudziŋgisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Asi muranda wamakaita zvokutenga nemari, ngaatange adzingiswa ndipo paangazobvumirwa zvake kuidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Asi muranda wamakaita zvokutenga nemari, ngaatange adzingiswa ndipo paangazobvumirwa zvake kuidya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Nhapwa ipi zvayo yawakatenga ingadya hayo mushure mokunge wamudzingisa, Viz kapitola |