Eksodo 12:43 - Shona Bible 1949 revised 200243 Jehovha akatiwo kuna Mosesi naAroni, “Murayiro wePasika ndiwo: Mutorwa ngaarege kuidya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Jehova akati ʋo kunaMosesi naAroni: Murairo wepaseka ndiwo: Mutorwa ŋgaarege kuidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Tenzi akataurira Mosesi naAroni kuti, “Heinoi mirao yePasika. Mutorwa haabvumirwi kudya Pasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Tenzi akataurira Mosesi naAroni kuti, “Heinoi mirao yePasika. Mutorwa haabvumirwi kudya Pasika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Iyi ndiyo mitemo yePasika: “Mutorwa haafaniri kuidya. Viz kapitola |