Eksodo 12:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Mwedzi uno unofanira kuva mwedzi wokutanga kwamuri, unofanira kuva mwedzi wokutanga wegore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋedzi uno unofanira kuʋa mŋedzi wokutaŋga kwamuri, unofanira kuʋa mŋedzi wokutaŋga wegore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Kwamuri imi mwedzi uno uyu ndiwo uchave mwedzi wokutangatanga pane mwedzi yose. Ndiwo uchava mwedzi wenyu wokutanga kwegore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Kwamuri imi mwedzi uno uyu ndiwo uchave mwedzi wokutangatanga pane mwedzi yose. Ndiwo uchava mwedzi wenyu wokutanga kwegore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwedzi uno unofanira kuva mwedzi wokutanga kwamuri, mwedzi wokutanga wegore renyu. Viz kapitola |