Eksodo 10:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, tarira, maŋgwana ndicaʋuyisa mhashu panyika yenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana uchiramba kuvatendera kuenda, ini ndichauyisa mhashu munyika yako mangwana. Viz kapitola |