Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 10:24 - Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino Farao akadana Mosesi, akati, “Endai, mundonamata Jehovha; asi makwai enyu nemombe dzenyu ngadzisare; nepwere dzenyu dzingaenda hadzo nemi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino Farao akaɗana Mosesi, akati: Endai, mundonamata Jehova; asi makwai enyu neŋombe dzenyu ŋgadzisare; nepxere dzenyu dziŋgaenda hadzo nemi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Farao akadaidza Mosesi akati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, vana venyu vangaendewo zvavo nemi, asi mombe nezvimwe zvipfuwo zvenyu ngazvisare.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Farao akadaidza Mosesi akati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, vana venyu vangaendewo zvavo nemi, asi mombe nezvimwe zvipfuwo zvenyu ngazvisare.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Ipapo Faro akadana Mozisi akati, “Endai mundonamata Jehovha. Kunyange vakadzi venyu navana vangaenda havo nemi; musiye chete makwai enyu nemombe.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 10:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy