Eksodo 10:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Zvino Jehovha akadzosera mhepo ine simba kwazvo, yakabva kumavirazuva, ikasimudza mhashu ikadzikandira muGungwa Dzvuku; hakuna kuzosara kunyange nemhashu imwe chete munyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Jehova akadzosera mhepo inesimba kwaɀo, yakabva kumaʋirazuʋa, ikasimudza mhashu ikadzikandira muGuŋgwa Dɀuku; hakuna‐kuzosara kunyaŋge nemhashu imŋe cete munyika yose yeEgipita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Tenzi akabva adzora mhepo iya, ndokuiunza ichibva nechokumadokero yava nesimba kwazvo. Yakatakura mhashu idzi ikandodzikanda muGungwa Dzvuku. Hakuna kunyange nemhashu imwechete yakasara munyika yeIjipiti yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Tenzi akabva adzora mhepo iya, ndokuiunza ichibva nechokumadokero yava nesimba kwazvo. Yakatakura mhashu idzi ikandodzikanda muGungwa Dzvuku. Hakuna kunyange nemhashu imwechete yakasara munyika yeIjipiti yose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uye Jehovha akashandura mhepo ikava mhepo ine simba yokumavirira ikasimudza mhashu ikadzikanda muGungwa Dzvuku. Hapana mhashu yakasara papi zvapo muIjipiti. Viz kapitola |