Danieri 9:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Chirevo chakatemwa, uchangotanga kukumbira, zvino ndauya kuzokuudza; nokuti uri murume anodikanwa kwazvo; naizvozvo funga shoko iri, unzwisise zvawakaratidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Cireʋo cakatemŋa, ucaŋgotaŋga kukumbira, ɀino ndaʋuya kuzokuʋudza; nokuti uri murume unoɗikanwa kwaɀo; naiɀoɀo fuŋga shoko iri, unzwisise ɀawakaratidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pakutanga kwawaita kuteterera kwako ndipo pabuda shoko randauya kuzokutaurira nokuti iwe uri wapamwoyo chaiye saka wochirangarira shoko racho unzwisise chiratidzo ichi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Pakutanga kwawaita kuteterera kwako ndipo pabuda shoko randauya kuzokutaurira nokuti iwe uri wapamwoyo chaiye saka wochirangarira shoko racho unzwisise chiratidzo ichi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pawakangotanga kunyengetera, mhinduro yakabva yapiwa, ndiyo yandauya kuzokuudza, nokuti iwe unokudzwa kwazvo. Naizvozvo rangarira shoko iri uye unzwisise chiratidzo: Viz kapitolaShona BIBLE23 Chirevo chakatemwa, uchangotanga kukumbira, zvino ndauya kuzokuudza; nokuti uri murume anodikanwa kwazvo; naizvozvo funga shoko iri, unzwisise zvawakaratidzwa. Viz kapitola |