Online Bible

- Reklamy -




Danieri 8:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndikarinzira meso angu, ndikatarira, ndikaona gondohwe rimire pamberi porwizi, rine nyanga mbiri; nyanga mbiri dzakanga dzakareba, asi rumwe rwakanga rwakapfuura rumwe nokureba; rwakanga rwakareba ndirwo rwakabuda shure.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndikarinzira meso aŋgu, ndikatarira, ndikaʋona gondobge rimire pamberi porwizi, rinenyaŋga mbiri; nyaŋga mbiri dzakaŋga dzakareɓa, asi rumŋe rwakaŋga rwakapfuʋura rumŋe nokureɓa; rwakaŋga rwakareɓa ndirwo rwakaɓuɗa shure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndakatarisa nameso angu onei hondohwe imire pakadaro apo kumahombekombe kwerwizi. Yaiva nenyanga mbiri, dzose dziri mbiri dzakareba, asi imwe yakanga yakareba kudarika imwe. Ndefu yacho iyi ndiyo yakapedzesera kubuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndakatarisa nameso angu onei hondohwe imire pakadaro apo kumahombekombe kwerwizi. Yaiva nenyanga mbiri, dzose dziri mbiri dzakareba, asi imwe yakanga yakareba kudarika imwe. Ndefu yacho iyi ndiyo yakapedzesera kubuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ndakatarisa kumusoro, ndokuona hapo pamberi pangu pakanga pane gondobwe raiva nenyanga mbiri, rakamira parutivi rwomugero, uye nyanga dzacho dzakanga dzakareba. Rumwe runyanga rwakanga rwakareba kupfuura rumwe asi ndirwo rwakamera mumashure.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

3 Ndikaratidza meso angu, ndikatarira, ndikaona gondohwe rimire pamberi porwizi, rine nyanga mbiri; nyanga mbiri dzakanga dzakareba, asi rumwe rwakanga rwakapfuura rumwe nokureba; rwakanga rwakareba ndirwo rwakabuda shure.

Viz kapitola kopírovat




Danieri 8:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy