Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Rukaɀikudza kuȿikira kumucinda wehondo; rukamutorera cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, nɀimbo yeimba yake tȿene ikaputswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kanyanga ikako kakazvitutumadza zvokutosvika kunyange nokuJinda regurusvusvu. Zvokupira kwaari mupiro wokupisa unogaroitwa zvikaregerwa uye Nzvimbo yake Inoera ikakurirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Kanyanga ikako kakazvitutumadza zvokutosvika kunyange nokuJinda regurusvusvu. Zvokupira kwaari mupiro wokupisa unogaroitwa zvikaregerwa uye Nzvimbo yake Inoera ikakurirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Rwakazvikudza kuti rukure soMuchinda wehondo, rwakabvisa zvibayiro zvezuva nezuva kubva kwaari, uye nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputsirwa pasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy