Danieri 7:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 “Akati, ‘Mhuka yechina uchava ushe hwechina panyika, uchasiyana noumwe ushe hwose, uchapedza nyika yose, nokuupwanya nokuuputsanya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akati: Mhuka yecinna ʋucaʋa ʋushe bgecinna panyika, ʋucasiyana noʋumŋe ʋushe bgose, ʋucapedza nyika yose, nokuʋupxanya nokuʋuputsanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iye akati, “Zvinoreva chikara chechina ndezvokuti, kuchauya umambo hwechina panyika huchange hwakasiyana nohumwe humambo hwose. Huchazhanya pasi pose zvapo huchipatsokodzera nokuhupwanya-pwanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Iye akati, “Zvinoreva chikara chechina ndezvokuti, kuchauya umambo hwechina panyika huchange hwakasiyana nohumwe humambo hwose. Huchazhanya pasi pose zvapo huchipatsokodzera nokuhupwanya-pwanya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Akandipa tsananguro iyi achiti, ‘Mhuka yechina ndiyo umambo hwechina huchaonekwa panyika. Huchasiyana nohumwe umambo uye huchaparadza nyika yose, huchiitsika-tsika huchiiparadza. Viz kapitolaShona BIBLE23 “Akati, ‘Mhuka yechina uchava ushe hwechina panyika, uchasiyana noumwe ushe hwose, uchapedza nyika yose, nokuupwanya nokuuputsanya. Viz kapitola |