Online Bible

- Reklamy -




Danieri 6:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurayiro wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino citemai cireʋo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti cirege kuzoshandurwa, nomurairo waʋaMedia naʋaPersia usiŋgashandurwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Zvino, imi mambo isai chirevo uye muchinyore kuitira chirege kushandurwa zvinoenderana nemirayiro yavaMedhia navaPezhia, usingagoni kushandurwa.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

8 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurairo wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.”

Viz kapitola kopírovat




Danieri 6:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy