Danieri 6:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Zvino mambo akafumomuka kwazvo mangwanani, akakasira kuenda kugomba reshumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino mambo akafumirisa kwaɀo maŋgwanani, akakasira kuenda kugomba reshumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino nguva yamambakwedza mambo akamuka akaenda achikurumidza kugomba reshumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino nguva yamambakwedza mambo akamuka akaenda achikurumidza kugomba reshumba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Panguva dzamambakwedza, mambo akamuka akamhanyira kugomba reshumba. Viz kapitolaShona BIBLE19 Zvino mambo akafumomuka kwazvo mangwanani, akakasira kuenda kugomba reshumba. Viz kapitola |