Danieri 5:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Zvino nenguva iyeyo minwe yoruoko rwomunhu yakauya ikanyora pakatarisana nechigadziko chomwenje pasuko remadziro eimba yamambo, mambo akaona chanza choruoko rwakanga ruchinyora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino neŋguʋa iyeyo minwe yoruʋoko rwomunhu yakaʋuya ikanyora pakatarisana necigadziko comŋenje pasuko ramadziro eimba yamambo, mambo akaʋona canza coruʋoko rwakaŋga rucinyora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pakarepo pakaonekwa minwe yechanza chomunhu chikanyora pakadzururwa pamadziro omuzinda wamambo pakatarisana nechigadzikiro chomwenje. Chanza ichocho pachainyora kudaro mambo aizviona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pakarepo pakaonekwa minwe yechanza chomunhu chikanyora pakadzururwa pamadziro omuzinda wamambo pakatarisana nechigadzikiro chomwenje. Chanza ichocho pachainyora kudaro mambo aizviona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pakarepo minwe yoruoko rwomunhu yakaonekwa ikanyora pamadziro akanamwa, pedyo napachigadziko chomwenje mumuzinda wamambo. Mambo akatarisa chanza pachakanga chichinyora. Viz kapitolaShona BIBLE5 Zvino nenguva iyeyo minwe yoruoko rwomunhu yakauya ikanyora pakatarisana nechigadziko chomwenje pasuko remadziro eimba yamambo, mambo akaona chanza choruoko rwakanga ruchinyora. Viz kapitola |