Danieri 5:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 PERESI, ushe hwako hwakamurwa, hwapiwa Medhia navaPeresia.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 PERESI, ʋushe bgako bgakamurwa, bgapiwa ʋaMedia naʋaPersia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 PERESI, zvichireva kuti umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa kuvaMidhi nevaPezhia.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 PERESI, zvichireva kuti umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa kuvaMidhi nevaPezhia.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Peresi: Umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa vaMedhia navaPezhia.” Viz kapitolaShona BIBLE28 PERESI, ushe hwako hwakamurwa, hwapiwa Medhia navaPeresia.” Viz kapitola |