Danieri 5:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 “Zvino zvakanyorwa ndezvizvi: MENE, MENE, TEKERE, UFARISINI. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ɀakanyorwa ndiɀeɀi: MENE, MENE, TEKERE, UFARSINI. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Zvakanyorwa apa zvacho ndezvizvi izvi. MENE MENE TEKERI UYE PARISINI. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Zvakanyorwa apa zvacho ndezvizvi izvi. MENE MENE TEKERI UYE PARISINI. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Izvi ndizvo zvakanyorwa: mene, mene, tekere, ufasini. Viz kapitolaShona BIBLE25 “Zvino zvakanyorwa ndezvizvi: MENE, MENE, TEKERE, UFARISINI. Viz kapitola |