Danieri 5:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyange makanga muchizviziva zvose, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi imi Bershazari mŋanakomana wake, hamuna‐kuɀininipisa nomŋoyo wenyu, kunyaŋge makaŋga muciɀiziʋa ɀose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Asi imi mwanakomana wake, imi Bherishazari, hamuna kuzvininipisa, kunyange maiziva henyu chinhu ichi. Viz kapitolaShona BIBLE22 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyangwe makanga muchizviziva zvose, Viz kapitola |