Danieri 4:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 mŋoyo wake ŋgaushandurwe, urege kuʋa womunhu, apiwe mŋoyo wemhuka, ŋguʋa nomŋe dzipere ari’po. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pfungwa dzake ngadzishandurwe kubva pane dzomunhu uye ngaapiwe pfungwa dzemhuka, kusvikira nguva nomwe dzamuperera. Viz kapitolaShona BIBLE16 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’ Viz kapitola |