Online Bible

- Reklamy -

Danieri 3:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 aninani usiŋgawiri pasi acinamata, neŋguʋa iyo ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandwa muvira romoto pakarepo.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

6 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Danieri 3:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy