Online Bible

- Reklamy -

Danieri 3:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 asi aninani usiŋgawiri pasi acinamata, ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 uye kuti ani naani asingawiri pasi akanamata achakandwa muvira romoto.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 3:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy