Danieri 12:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose‐pose, nezivo ichawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi iwe Danieri, ʋanza mashoko, unamire buku necisimbiso, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; ʋazhinji ʋacamhanya pose‐pose, neziʋo icawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi iwe, Dhanieri, vhara uye uname mashoko orugwaro kusvikira pamazuva okupedzisira. Vazhinji vachaenda kwose kwose kuti vawedzere zivo.” Viz kapitolaShona BIBLE4 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose–pose, nezivo ichawanda. Viz kapitola |