Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:4 - Shona Bible 1949 revised 2002

4 Kana amuka, ushe hwake huchaputswa, ndokuparadzirwa kumhepo ina dzokudenga, asi hahungaendi kuvazukuru vake, uye hahungaenzani nesimba raakabata naro iye; nokuti ushe hwake huchadzurwa, ndokupiwa vamwe kunze kwaivavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Kana amuka, ʋushe bgake ʋucaputswa, ndokuparadzirwa kumhepo inna dzokuɗeŋga, asi haʋuŋgaendi kuʋazukuru ʋake, ʋuye haʋuŋgaenzani nesimba raakaɓata naro iye; nokuti ʋushe bgake ʋucadzurwa, ndokupiwa ʋamŋe kunze kwaiʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Paachange amuka kudaro, umambo hwake huchaparadzwa hugokamuraniswa huchienda kumativi mana emhepo dzedenga. Izvozvo hunenge husingakamuraniswe pakati pevemba yake kana maererano nesimba rokutonga raaitonga naro nokuti umambo hwake huchatipurwa hugoiswa kune vamwewo vasiri ivava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Shure kwokuonekwa kwake, ushe hwake huchatsemuka hugogoverwa kumhepo ina dzedenga.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

4 Kana amuka, ushe hwake huchaputswa, ndokuparadzirwa kumhepo ina dzokudenga, asi hahungaendi kuvazukuru vake, uye hahungaenzani nesimba raakabata naro iye; nokuti ushe hwake huchadzurwa, ndokupiwa vamwe kunze kwaivavo.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy