Danieri 11:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋuye haaŋgaʋi nehanya naʋamŋari ʋamadziɓaɓa ake, kana noruɗo rwaʋakadzi, haaŋgaʋi nehanya namŋari upi noupi; nokuti ucaɀikudza aciti ndakapfuʋura ʋose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Achava munhu asina hanya navamwari vemadzitateguru ake kana iye mwari wavakadzi, wapamwoyo pavo. Anenge asingamboona zvake kuti chinonzi mumwe mwari chii sezvo anenge achizvikudza pamusoro pavo vose zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Achava munhu asina hanya navamwari vemadzitateguru ake kana iye mwari wavakadzi, wapamwoyo pavo. Anenge asingamboona zvake kuti chinonzi mumwe mwari chii sezvo anenge achizvikudza pamusoro pavo vose zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Haazovi nehanya navamwari vamadzibaba ake kana nouyo anodikanwa navakadzi, uye haangavi nehanya namwari upi zvake, asi achazvikudza pamusoro pavo vose. Viz kapitolaShona BIBLE37 Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose. Viz kapitola |