Danieri 11:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋamŋe ʋaʋo ʋakacenjera ʋacaparadzwa, kuti ʋaidzwe, ʋanatswe, ʋaceneswe, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; nokuti ŋguʋa yokupedzisira icigere kuȿika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi vamwe vavo vangwaru, vachafa kuri kuitira kuti vapepetwe vachinatswa pakati pavo vachene kudzamara nguva yokuguma nokuti nguva yakatemwa ichigere kusvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Asi vamwe vavo vangwaru, vachafa kuri kuitira kuti vapepetwe vachinatswa pakati pavo vachene kudzamara nguva yokuguma nokuti nguva yakatemwa ichigere kusvika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vamwe vakachenjera vachagumburwa, kuitira kuti vagonatswa, nokucheneswa uye vave vasina gwapa kusvikira panguva yokupedzisira, nokuti zvichazongoitika panguva yakatarwa. Viz kapitolaShona BIBLE35 Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika. Viz kapitola |