Danieri 11:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Vanoitira sungano zvakaipa, achavatsausa nokubata kumeso; asi vanhu vanoziva Mwari wavo, vachava nesimba, vachaita mabasa makuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋanoitira suŋgano ɀakaipa, ucaʋatsausa nokuɓata kumeso; asi ʋanhu ʋanoziʋa Mŋari waʋo, ʋacaʋa nesimba, ʋacaita maɓasa makuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Achafurira achibata vanhu kumeso vanotyora chitenderano ichocho. Asi vanhu chaivo, vanoziva Mwari wavo vachamira vakasimba vachiwana zvokuita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Achafurira achibata vanhu kumeso vanotyora chitenderano ichocho. Asi vanhu chaivo, vanoziva Mwari wavo vachamira vakasimba vachiwana zvokuita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Nokubata kumeso achatsausa avo vakaputsa sungano asi vanhu vanoziva Mwari wavo vachamudzivisa kwazvo. Viz kapitolaShona BIBLE32 Vanoitira sungano zvakaipa, achavatsausa nokubata kumeso; asi vanhu vanoziva Mwari wavo, vachava nesimba, vachaita mabasa makuru. Viz kapitola |