Online Bible

- Reklamy -




Danieri 11:26 - Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurawa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋanodya ɀokudya ɀake, ndiʋo ʋacamuparadza; hondo yake icapararira, ʋazhinji ʋacawira pasi ʋaʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Kunyangewo vaanodya navo udobo hwake hwezvokudya zvakanaka ndivo vacho vachave mharadzi dzake. Hondo yake yavarwi ichatsvairwa, vazhinji vavo vagorakatiswa kufa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Kunyangewo vaanodya navo udobo hwake hwezvokudya zvakanaka ndivo vacho vachave mharadzi dzake. Hondo yake yavarwi ichatsvairwa, vazhinji vavo vagorakatiswa kufa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vaya vanodya zvokudya zvamambo vachaedza kumuparadza; hondo yake ichakukurwa, uye vazhinji vachafa muhondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

26 Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat




Danieri 11:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy