Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino mambo wokumsoro ucadzoka, ndokukokera ɓoka guru kunerokutaŋga; ucaʋuya pakupera kweŋguʋa dziya, dziya dzamakore, anehondo huru nenhumbi zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 nokuti mambo wokuchamhembe achaunganidzazve gurumwandira rakakura kupfuura rekare riya. Mushure memakore akati kuti achauya aine hondo huru yevarwi aine zvinhu zvokurwisa nazvo zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 nokuti mambo wokuchamhembe achaunganidzazve gurumwandira rakakura kupfuura rekare riya. Mushure memakore akati kuti achauya aine hondo huru yevarwi aine zvinhu zvokurwisa nazvo zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Nokuti mambo woKumusoro achaumba imwe hondo, yakakura kupfuura yokutanga; uye shure kwamakore mazhinji, achaenda kundorwa ane hondo huru huru yakashongedzwa zvakakwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

13 “Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy