Online Bible

- Reklamy -

Danieri 10:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti muranda washe wangu uyu angataura seiko nashe wangu uyu? Nokuti kana ndirini, pakarepo ndakasara ndisina simba, uye ndakanga ndisisina mweya mukati mangu.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti muranda washe waŋgu uyu uŋgataura seiko nashe waŋgu uyu? Nokuti kana ndiri’ni, pakarepo ndakasara ndisinesimba, ʋuye ndakaŋga ndisisina‐mŋeya mukati maŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ini muranda wenyu ndingataure seiko nemi changamire? Simba randiperera ini, handichakwanisi kufema.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ini muranda wenyu ndingataure seiko nemi changamire? Simba randiperera ini, handichakwanisi kufema.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ndingataura sei nemi, ini muranda wenyu, ishe wangu? Simba rangu rapera uye handichakwanisi kufema.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

17 Nokuti muranda washe wangu uyu angataura seiko nashe wangu uyu? Nokuti kana ndirini, pakarepo ndakasara ndisina simba, uye ndakanga ndisisina mweya mukati mangu.’

Viz kapitola kopírovat

Danieri 10:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy