Danieri 10:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 “Akati kwandiri, ‘Iwe Dhanieri, murume anodikanwa kwazvo, chinzwisisa mashoko andinotaura kwauri, umire kwazvo; nokuti ndatumwa kwauri iwe zvino.’ Aakati ataura shoko iro kwandiri, ndikamira ndichidedera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akati kwandiri: Iwe Danieri, murume unoɗikanwa kwaɀo, cinzwisisa mashoko andinotaura kwauri, umire kwaɀo; nokuti ndatumŋa kwauri iwe ɀino. Wakati ataura shoko iro kwandiri, ndikamira ndiciɗeɗera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akanditi, “Dhanieri, munhu wapamwoyo chaiye nyatsoteerera mazwi andava kukutaurira chinyatsomira nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Paakataura neni izvozvi ndakamira ndichidedera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akanditi, “Dhanieri, munhu wapamwoyo chaiye nyatsoteerera mazwi andava kukutaurira chinyatsomira nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Paakataura neni izvozvi ndakamira ndichidedera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Iye akati kwandiri, “Dhanieri, iwe unokudzwa zvikuru, chichengeta zvikuru mashoko andava kutaura kwauri, uye usimuke, nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Zvino paakareva izvi kwandiri, ndakasimuka ndichidedera. Viz kapitolaShona BIBLE11 “Akati kwandiri, ‘Iwe Dhanieri, murume anodikanwa kwazvo, chinzwisisa mashoko andinotaura kwauri, umire kwazvo; nokuti ndatumwa kwauri iwe zvino.’ Aakati ataura shoko iro kwandiri, ndikamira ndichidedera. Viz kapitola |