Danieri 1:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Zvino pakati pavo pakanga pana Dhanieri naHanania naMishaeri naAzaria, vari vana vaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino pakati paʋo pakaŋga panaDanieri naHanania naMishaeri naAzaria, ʋari ʋana ʋaJuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakati pamajaya iwaya paivawo naDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya vedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakati pamajaya iwaya paivawo naDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya vedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pakati pavo paiva navamwe vaibva kuJudha vaiti: Dhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria. Viz kapitolaShona BIBLE6 Zvino pakati pavo pakanga pana Dhanieri naHanania naMishaeri naAzaria, vari vana vaJudha. Viz kapitola |