Danieri 1:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naiɀoɀo mutariri wakabvisa ɀokudya ɀaʋo ɀamambo, newaini yaʋakanzi ʋanwe, akaʋapa miriʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka murindi akabvisa zvokudya zvakasarudzika newaini yavaifanira kunwa ndokuvapa muriwo pachinzvimbo chazvo. Viz kapitolaShona BIBLE16 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo. Viz kapitola |