Online Bible

- Reklamy -

Danieri 1:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo Dhanieri akati kumutariri akanga arairwa nomuchinda wavaranda kuchengeta Dhanieri naHanania naMishaeri naAzari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo Danieri akati kumutariri wakaŋga arairwa nomucinda waʋaranda kuceŋgeta Danieri naHanania naMishaeri naAzaria:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Dhanieri akataura kuno mumwe mutariri akanga apiwa basa nomuyuniki uya mukuru rokuona zvavanaDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya kuti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Dhanieri akataura kuno mumwe mutariri akanga apiwa basa nomuyuniki uya mukuru rokuona zvavanaDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya kuti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo Dhanieri akati kumurindi akanga anzi nomubati mukuru achengete Dhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria,

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 Ipapo Dhanieri akati kumutariri akanga arairwa nomuchinda wavaranda kuchengeta Dhanieri naHanania naMishaeri naAzari,

Viz kapitola kopírovat

Danieri 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy