2 Timoti 4:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza rwendo rwangu, ndakachengeta kutenda; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza rwendo rwaŋgu, ndakaceŋgeta kutenda; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza nhangemutange yangu, ndachengeta kutenda kwangu. Viz kapitola |