2 Timoti 4:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Nokuti ini ndotodururwa, nguva yokuenda kwangu yasvika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ini ndotoɗururwa, ŋguʋa yokuenda kwaŋgu yaȿika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti ini ndava kutodururwa sechipiriso chinonwiwa, uye nguva yangu yokuenda yasvika. Viz kapitola |