Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 4:21 - Shona Bible 1949 revised 2002

21 Shingaira kuuya, chando chisati chasvika. Yubhuro, naPudhe, naRino, naKiraudhiya nehama dzose vanokukwazisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Shiŋgaira kuʋuya, cando cisati caȿika. Yuburo, naPude, naRina, naKraudia nehama dzose ʋanokukwazisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Edza kuuya mwaka wechando usati wauya. Yubhurosi anokukwazisa naPudhenzi naRinusi naKiraudhia nevehama vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Edza kuuya mwaka wechando usati wauya. Yubhurosi anokukwazisa naPudhenzi naRinusi naKiraudhia nevehama vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ita napaunogona napo pose kuti uuye kuno chando chisati chasvika. Yubhurasi anokukwazisa, uyewo naPudhenzi, Rino, Kiraudhiyo nehama dzose.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 4:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy