Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 3:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti pakati pavo varipo vanopinda mudzimba vachiverevedza, vachitapa zvikadzi zvakaremedzwa nezvivi, zvinokwewa nokuchiva kuzhinji,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti pakati paʋo ʋari’po ʋanopinda mudzimba ʋaciʋereʋedza, ʋacitapa ɀikadzi ɀakaremedzwa neɀiʋi, ɀinokwebga nokuciʋa kuzhinji,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Pakati pavo ndipo pana vamwe vanopinda mudzimba dzavanhu vachikachikira vakadzi vakaneta neta uye vakaremerwa nezvitadzo, vanopeperetswa nezvinhu zvose, zvose

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Pakati pavo ndipo pana vamwe vanopinda mudzimba dzavanhu vachikachikira vakadzi vakaneta neta uye vakaremerwa nezvitadzo, vanopeperetswa nezvinhu zvose, zvose

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Nokuti ndivo vaya vanoverevedza vachipinda mudzimba vachitapa vakadzi vasingazvibati vakaremedzwa nezvivi zvizhinji,

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 3:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy