2 Timoti 3:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokurayira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMŋari, runoɓatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuraŋga kuri mukururama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari uye runobatsira pakudzidzisa, kurayira, kutsiura nokurayiridza mukururama, Viz kapitola |