Online Bible

- Reklamy -

2 Timoti 3:10 - Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi iwe wakatevera kudzidzisa kwangu, nomufambiro, nokufunga, nokutenda, nomwoyo murefu, norudo, nokutsungirira,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi iwe wakateʋera kudzidzisa kwaŋgu, nomufambire, nokufuŋga, nokutenda, nomŋoyo murefu, noruɗo, nokutsuŋgirira,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi iwe wakanyatsoongorora zvandinodzidzisa, nomugariro wangu, nechinangwa changu muupenyu nechitendero changu nomwoyo murefu wangu norudo rwangu uye kuramba ndakatsungirira kwangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Asi iwe wakanyatsoongorora zvandinodzidzisa, nomugariro wangu, nechinangwa changu muupenyu nechitendero changu nomwoyo murefu wangu norudo rwangu uye kuramba ndakatsungirira kwangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Asi kunyange zvakadaro, iwe unoziva kudzidzisa kwangu kwose, mararamiro angu, chinangwa changu, kutenda kwangu, mwoyo murefu wangu, norudo, nokutsungirira,

Viz kapitola kopírovat

2 Timoti 3:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy