2 Timoti 2:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Murimi anobata basa ndiye anofanira kutanga kudya zvibereko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Murimi unoɓate‐ɓasa ndiye unofanira kutaŋga kudya ɀiɓereko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Murimi anoshanda zvakasimba ndiye anofanira kuwana mukoho wokutanga wembeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Murimi anoshanda zvakasimba ndiye anofanira kuwana mukoho wokutanga wembeswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Murimi anoshanda nesimba ndiye anofanira kutanga kudya zvibereko. Viz kapitola |