Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 2:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Izvo zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, uzvipe vanhu vakatendeka, vanogonawo kudzidzisa vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Iɀo ɀawakanzwa kwandiri pamberi peɀapupu ɀizhinji, uɀipe ʋanhu ʋakatendeka, ʋanogona ʋo kudzidzisa ʋamŋe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Uye zvinhu zvawakanzwa ndichitaura pamberi pezvapupu zvizhinji zvipe kuvanhu vakatendeka avo vachazozvidzidzisawo vamwe.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 2:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy