2 Timoti 2:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 iʋo ʋakarashika paɀokwaɗi, ʋaciti, kumuka kwaʋakafa kwatopfuʋura, ʋacikaŋganisa kutenda kwaʋamŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 vakatsauka kubva pazvokwadi. Vanoti kumuka kwavakafa kwakatopfuura, uye vanoparadza kutenda kwavamwe. Viz kapitola |