2 Timoti 2:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Uvayeuchidze zvinhu izvi, uvarayire pamberi paMwari, kuti varege kuita nharo zvisina maturo, zvinongoparadza vanonzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Uʋayeʋudzire ɀinhu iɀi, uʋaraire pamberi paMŋari, kuti ʋarege kuita nharo ɀisinamaturo, ɀinoŋgoparadza ʋanonzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi. Uvayambire pamberi paMwari kuti varege kuita nharo pamusoro pamashoko; hazvina maturo, zvinongoparadza chete vaya vanoteerera. Viz kapitola |