2 Timoti 2:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Naizvozvo iwe, mwana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Naiɀoɀo iwe, mŋana waŋgu, iʋa nesimba munyasha dziri munaKristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo iwe mwanangu chisimba uchibatsirwa nenyasha dzatinowana muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo iwe mwanangu chisimba uchibatsirwa nenyasha dzatinowana muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino iwe mwanakomana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu. Viz kapitola |