2 Timoti 1:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 ndichishuva zvikuru kukuona, ndichirangarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicishuʋa ɀikuru kukuʋona, ndiciraŋgarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichirangarira misodzi yako, ndinoshuva kukuona, kuti ndigozadzwa nomufaro. Viz kapitola |