1 Timoti 6:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokuti hatina‐kuʋuya necinhu panyika, hatigoni ʋo kuɓuɗa tinecinhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, uye hatigoniwo kubuda nechinhu kubva mairi. Viz kapitola |