1 Timoti 4:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hazvo, asi kunamata Mwari kunobatsira pazvinhu zvose, zvakune chipikirwa choupenyu hwazvino nohunouya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti kuroʋedza muʋiri kunoɓatsira ɀishoma haɀo, asi kunamata Mŋari kunoɓatsira paɀinhu ɀose, ɀakunecipikirwa coʋupenyu bgaɀino nobgunoʋuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kuzviswatudza muviri kune basawo asi kuzviswatudza kune zvaMwari kunobatsira nenzira dzose nokuti kunotsidzira mubayiro paupenyu hwapasi pano noupenyu hwokudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kuzviswatudza muviri kune basawo asi kuzviswatudza kune zvaMwari kunobatsira nenzira dzose nokuti kunotsidzira mubayiro paupenyu hwapasi pano noupenyu hwokudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hako asi umwari hunokosha pazvinhu zvose, hune vimbiso kune zvose muupenyu huno uye nomuupenyu hunouya. Viz kapitola |