1 Timoti 4:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Nokuti ndizvo zvatinotambudzikira nokurwira, nokuti tariro yedu iri kuna Mwari mupenyu, Muponesi wavanhu vose, zvikuru wavanotenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti ndiɀo ɀatinotambudzikira nokurwira, nokuti tariro yeɗu iri kunaMŋari mupenyu, Muponesi waʋanhu ʋose, ɀikuru waʋanotenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Izvozvi ndizvo zvatinobindukira tichishingairira nokuti chitarisiro chedu chiri muna Mwari mupenyu, mununuri wavanhu vose zvikuru avo vanotenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Izvozvi ndizvo zvatinobindukira tichishingairira nokuti chitarisiro chedu chiri muna Mwari mupenyu, mununuri wavanhu vose zvikuru avo vanotenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye nokuda kwaizvozvi tinoshingaira nokurwa, nokuti takaisa tariro yedu muna Mwari mupenyu, anova ndiye muponesi wavanhu vose uye zvikuru sei vaya vanotenda. Viz kapitola |